Svetuka kuchirochemo

Ngarikuni

Kubva Wikipedia

Ngarikuni (Turkey bird in English) ishiri inowanikwa musamsango ekuNorth America ine makushe marefu anoyevedza. Shiri iyi yave kupfuyiwa uye inodyiwa kunyanya pamhemberero dzinonzi Thanks Giving kuNorth America.

Mitauro yeBantu

  • Mazwi okuti mwikumba kana anamikumba (turkey) anotaurwa mururimi rweMaconde.
  • Izwi rokuti nkhukudembo (turkey) rinotaurwa mururimi rweChewa.