Svetuka kuchirochemo

Bhahari re Chukuchi

Kubva Wikipedia

Bhahari re Chukuchi (Chirhashiya: Чуко́тское мо́ре, muChirhoma: Chukótskoye móre), dzimwe nguva rinodanwa richinzi Bhahari re Chuuku, Chukotsuki kana Chuukotsuki bhahari re muganhurwa we Gungwa re Arutiki. Rakagomberedzwa kumadokero eRumaniko rwe Lon'hu, kubva paChitsuwa che Wirangeli, uye kumabvazuva ne Nuvhuku, Alaska, kupfuura parere Bhahari re Bhiwufoo. Rumaniko rwe Bheringa unovumba muganhurukwa wayo weruchemhembemhembe uye unokochekerana ne Bhahari re Bheringa uye Gungwa re Pasifiki. Mukova wechimotsi reBhahari re Chukuchi iUveleni muRhashiya. Mutsara weMusi weDhidhizha unopesanisana ne Bhahari re Chukuchi kubva kumaodzanyembaemadokero uye chamhembechemabvazuva. Rakatsenuruka nechekumabvazuva kuvemberukana neChistuwa che Umukiliri seVupangamene weOkurugi weChukotika pagurunyika re Rhashiya.

Rakadanwa kutodza Vachukuchi vanogara pahombekombe re gururundu re Chukotika.