Unoda kujoina kana kupinda paFacebook here?
Pinda
kana kuti
Pinda
Makambani eMeta
Kambani yeFacebook yava Meta iko zvino Tavandudza Mitemo Yekushandisa, Mutemo weZvakavanzika, uye Mitemo Yemakuki kuti tiradze zita itsva musiwa 4 Ndira, 2022. Kunyangwe zita rekambani yedu rachinja, tiri kuramba tichipa zvigadzirwa zvakafanana, zvinosanganisira apu yeFacebook inobva kuMeta. Mutemo weZvakavanzika uye Mitemo Yekushandisa icharamba ichishanda, uye kuchinjwa kwezita hakuchinje mashandisiro atinoita kana kugovera ruzivo. Learn more about Meta uye nechiono chedu chenharaunda yepaindeneti.
Kuwedzera pamasevhisi anopihwa neMeta Platforms Inc. uye Meta Platforms Ireland Limited, Meta ndiyo muridzi uye inoshandisa imwe neimwe yemakambani akanyorwa pasi apa, mukuenderana nemitemo yawo yesevhisi uye mitemo yezvakavanzika. Tinogona kusheya mashoko nezvako nemakambani edu kuitira kuvandudza, kutsigira uye kubatanidza zvaanoita uye zvobatsira pakunatsiridza masevhisi edu. Kuti uwane mamwe mashoko nezvemashandisirwo ezvakavanzika neMakambani eMeta uye kuti anobata sei mashoko akavanzika emunhu mumwe nemumwe, tapota baya zvibatanidzi zvinotevera:
Shona
+
Meta © 2024